15/12/2025
Pane zvinhu zvekuti haufanirikunzi hausiyane nazvo kunyanya munhu wemurume sezvizvi👇
1)Hausiyane ne doro,2)Hausiyane nemadhirezi,3)Hausiyane ne mbanje.pliz haisi mbiri yakanaka iyoyo so if u are one of the person anoita izvi unoda kunamatirwa,unonzwa achiti nditengere doro ASI usakanganwa fodya koz handikwanisi kunwa doro pasinafodya, may God have mercy upon u Amen.