Kudzie

Kudzie Contact information, map and directions, contact form, opening hours, services, ratings, photos, videos and announcements from Kudzie, 681 Elvira Street, Pretoria.
(18)

25/02/2025

Vans Amai vane bsa sure😀😀😀

24/02/2025

Nyangwe mukaomera varume asi musasvika mulevel iri zvinenge zvekuromba kudaro

24/02/2025

Asi varume chii munhu azoita chikomba morwadziwa mukati vakadzi havawo ropa hr

24/02/2025

Ukaona zvasvika palevel iri unozvibvunza kty uri chii but ndozvanoda varume ivava

23/02/2025

Ava vanhu vanosvuta Grade ripi chaizvo🇿🇦 😂😂 Muchimbotangirei musindo

23/02/2025

mukomana uyu ane12 yrs asungwa abata mwana ari grade2 😓
Ko baba vari kubvunza boe hr veduwee🙄

23/02/2025

Asi vana amai chii chaizvo maiti hazvizozivikanwe hr chokwadi😫

23/02/2025

Kwai hakuna svikiro rinopgeka mhete ko kana ari manjuzu😀😀😀😀😀

23/02/2025

Kana zvava kudai better kujoina vembanje😀😀😀

23/02/2025

Chitunha choramba kuvingwa,zvinoshamisa zvinoshura chaiko😪

Address

681 Elvira Street
Pretoria
0042

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Kudzie posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Kudzie:

Shortcuts

Featured

Share