06/02/2022
Mwari ndiMwari anerudo ndiMwari anotida anotirwira hondo dzemuchadenga nedzepa husiku namasika anotawura mashoko akanaka kuti mwana usatya kufamba masikati kana usiku nekuti ndinewe rufu anotivhima nguva nengu asi Mwari anotirwirawo nguva nenguva ngatibhukisei minamato nguva nengu va kuti kana Ishe wowuya tinova nechatakabata neapo panozowuya matambudziko Mwari unochemawo kuna Mwari woti Ishe chidondirangariraiwo namabasa angu akanaka andakaita pamberi penyu ndaikunamatai zuva nezuva kubva zvandakakuzivai👏🏻.Ngatisavai vatorwa kuna Mwari ani nani akatadza pamberi paMwari shoko rinoti huyai titawurirane kunyangwe zvitadzo zvako zvakatsvuka seropa ndichazvichenura samazai echando.Zvino ndinoti kwamuri huyayi nehupenyu hwenyu kuna mambo Jesu mugorarama nekusingaperi Amen
Have a Good Sabbath i bless you