Tanyaradzwa Tanyalocim

Tanyaradzwa Tanyalocim There is TESTIMONY in prayer

✍🏽 Zvoreva  kuti dambudziko remumazuva ano ekupedzisira harisi rekushaikwa kwemachurch no, *asi rekushaikwa kwekutenda k...
31/05/2026

✍🏽 Zvoreva kuti dambudziko remumazuva ano ekupedzisira harisi rekushaikwa kwemachurch no, *asi rekushaikwa kwekutenda kwechokwadi kunobva pasi pemoyo wako.*

Kana uchida kuona kutenda kwako zvione munguva yematambudziko...Apo minamato yako ichiita seyanonoka kupindurwa ipapo ndipo parikudiwa kuwonekwa kutenda kwako....

✍🏽Hama dzangu ndirikurwadziwa nekuti kutenda kwevazhinji kuri kupera everyday, kunamata tirikunamata hedu asi minamato yedu haina kutenda,tinoyimba zvedu nziyo dzekurumbidza Musiki asi kutenda kuri pa0%

βœ…Ι΄Ι’α΄€α΄œα΄ α΄‡ α΄α΄œΙ΄α΄€α΄α΄€α΄›α΄ ᴑᴀᴋᴏ α΄‹α΄œα΄›Ιͺ ᴍᴑᴀʀΙͺ ᴑᴇᴅᴒᴇʀᴀΙͺᴑᴏ α΄‹α΄œα΄›α΄‡Ι΄α΄…α΄€ α΄‹α΄‘α΄€Ι΄Ι’α΄œ , Mweya mutsvene akubatsirei pamunoverenga shoko kana kunzwa mharidzo mukure mukutenda zuva nezuva

πŸ«±πŸΏβ€πŸ«²πŸ½Ndinofara kuva nemi zvakare pamazuva mashoma atakapihwa panyika GOD BLESS YOU ALL

The world may overlook your tears, your struggles, and your pain but don’t let that dim your light. What truly matters i...
27/05/2026

The world may overlook your tears, your struggles, and your pain but don’t let that dim your light. What truly matters is that you keep rising, keep healing, and keep growing. Your worth is not defined by others’ judgment, but by your strength to endure and shineβœοΈπŸ’―πŸ“ŒπŸ“Œ

Chasara panyika ino , kunamata
25/05/2026

Chasara panyika ino , kunamata

22/05/2026

When there is a man to pray
There is a God to answer

21/05/2026
19/05/2026

*Nhai hama yangu Kusvikira Rinhi Uchi Verengera Kuenda Kwa Mutemwa❓πŸ”₯*

Last Time wakati Handina Mari

Ukati zve kana ndikawana off kubasa

Izvozvi futi une imwe reason yaurikuda kupa πŸ™†β€β™€οΈπŸ™†β€β™€οΈπŸ™†β€β™€οΈπŸ™†β€β™€οΈπŸ™†β€β™€οΈ

Wasarira nguva yareba handei mwana waMwari

*12 JUNE 2026*

*AFTER MUTEMWA MOUNTAIN HANDIZIVI ZVICHAITIKA PANO ASI NDINOKUUDZAI KUTI MWARI HAVARAMBE VANYERERE*

*UKAONA UCHISARA APA DEMON RINEWE IWEEEEEEE*
πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

With Pastor Jay – I just got recognised as one of their top fans! πŸŽ‰
18/05/2026

With Pastor Jay – I just got recognised as one of their top fans! πŸŽ‰

16/05/2026

Leave your number in comment section

11/05/2026

Chasara panyika kunamata chete

Greetings Family Gomo gomo πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯2 days absolute fasting πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯ Haaa nyaya dzese dzinonotongwa chete πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯God review hidden ...
28/04/2026

Greetings Family

Gomo gomo
πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

2 days absolute fasting πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

Haaa nyaya dzese dzinonotongwa chete πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

God review hidden things of your Kingdom πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯πŸ”₯

Those who want to go let's register our names

Address

Chitungwiza

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Tanyaradzwa Tanyalocim posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Share

Category