Onisimo saini

Onisimo saini transport and travel + event plan

Ndiye mwana wangu wekutanga uyu guys ndikunzwei futi muchiti urimwana mudiki kkkk
27/05/2026

Ndiye mwana wangu wekutanga uyu guys ndikunzwei futi muchiti urimwana mudiki kkkk

27/05/2026

Dzimwe flue dzamurikuita ahas ma relationships enyu akatonhora hre 😄

19/05/2026

Dzidza kuudza Mwari maproblems ako nekuti dzimwe nguva munhu waunovimba naye kuudza maproblems ako ndiye problem yacho😜

16/05/2026

Hanzi neVakuru, nyoka haina gotsi ,ukawona gotsi re nyoka warumwaaa .sure hre?

15/05/2026

Sandinyore kuzama zvichibuda
Kwenyu munoti Ga_Ga
2 minutes
Kusiyana kweupenyu🙏

Hongu semunhu wenyama handingagone zvese asiwo handingazotadze zvese .
14/05/2026

Hongu semunhu wenyama handingagone zvese asiwo handingazotadze zvese .

Good night Zimbabwe
13/05/2026

Good night Zimbabwe

Vana vekumba kwedu ava
13/05/2026

Vana vekumba kwedu ava

Kwatakabva ndookure patave tirikuona shanduko nyangwe zvazvo ichishoreka kwamuri
11/05/2026

Kwatakabva ndookure patave tirikuona shanduko nyangwe zvazvo ichishoreka kwamuri

10/05/2026

Happy Mother’s Day kuna vana amai vese pasi rose

Address

Harare

Telephone

+263719166465

Website

Alerts

Be the first to know and let us send you an email when Onisimo saini posts news and promotions. Your email address will not be used for any other purpose, and you can unsubscribe at any time.

Contact The Business

Send a message to Onisimo saini:

Share

Category